Isaya 62:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Vachashevedzwa kuti vanhu vatsvene, vaya vakadzikinurwa naJehovha,+Uye iwe uchashevedzwa kuti Anodiwa, Guta Risina Kusiyiwa.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 62:12 Uprofita hwaIsaya II, p. 348
12 Vachashevedzwa kuti vanhu vatsvene, vaya vakadzikinurwa naJehovha,+Uye iwe uchashevedzwa kuti Anodiwa, Guta Risina Kusiyiwa.+