Isaya 63:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 63 Ndiani uyo ari kubva kuEdhomu,+Ari kubva kuBhozra+ aine nguo dzine ruvara rwakajeka,*Ane zvipfeko zvakanaka chaizvo,Ari kufamba musimba rake guru? “Ndini uya ari kutaura mukururama,Iye ane simba guru rekuponesa.” Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 63:1 Uprofita hwaIsaya II, pp. 349-351
63 Ndiani uyo ari kubva kuEdhomu,+Ari kubva kuBhozra+ aine nguo dzine ruvara rwakajeka,*Ane zvipfeko zvakanaka chaizvo,Ari kufamba musimba rake guru? “Ndini uya ari kutaura mukururama,Iye ane simba guru rekuponesa.”