Isaya 63:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Uye vakayeuka mazuva ekare,Mazuva aMozisi mushumiri wake, vachiti: “Ari kupi iye akavabudisa mugungwa+ nevafudzi vemakwai ake?+ Ari kupi iye akaisa mweya wake mutsvene maari,+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 63:11 Uprofita hwaIsaya II, pp. 357-358
11 Uye vakayeuka mazuva ekare,Mazuva aMozisi mushumiri wake, vachiti: “Ari kupi iye akavabudisa mugungwa+ nevafudzi vemakwai ake?+ Ari kupi iye akaisa mweya wake mutsvene maari,+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 63:11 Uprofita hwaIsaya II, pp. 357-358