Isaya 65:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Kuti wese anotsvaga kukomborerwa panyikaAkomborerwe naMwari wechokwadi,*Uye wese anoita mhiko panyikaApike naMwari wechokwadi.*+ Nekuti matambudziko ekare achakanganwika;Achabviswa pamberi pangu.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 65:16 Uprofita hwaIsaya II, pp. 380-381
16 Kuti wese anotsvaga kukomborerwa panyikaAkomborerwe naMwari wechokwadi,*Uye wese anoita mhiko panyikaApike naMwari wechokwadi.*+ Nekuti matambudziko ekare achakanganwika;Achabviswa pamberi pangu.+