Jeremiya 2:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Haiwa imi chizvarwa ichi, fungai shoko raJehovha. Ndaita serenje kuna Israeri hereKana kuti senyika yerima rinotyisa? Nei vanhu vangu ava vakati, ‘Tinongofamba tichienda kwatada. Hatizouyi kwamuri zvakare’?+
31 Haiwa imi chizvarwa ichi, fungai shoko raJehovha. Ndaita serenje kuna Israeri hereKana kuti senyika yerima rinotyisa? Nei vanhu vangu ava vakati, ‘Tinongofamba tichienda kwatada. Hatizouyi kwamuri zvakare’?+