Jeremiya 23:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Uye ndakaona zvinhu zvinosemesa muvaprofita vemuJerusarema. Vanoita upombwe+ uye vanofamba munhema;+Vanosimbisa vanhu vanoita* zvakaipa,Uye havasiyi zvakaipa zvavo. Kwandiri vese zvavo vaita seSodhomu,+Uye vagari varo vakaita seGomora.”+ Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 23:14 Nharireyomurindi,3/1/1994, pp. 8-9
14 Uye ndakaona zvinhu zvinosemesa muvaprofita vemuJerusarema. Vanoita upombwe+ uye vanofamba munhema;+Vanosimbisa vanhu vanoita* zvakaipa,Uye havasiyi zvakaipa zvavo. Kwandiri vese zvavo vaita seSodhomu,+Uye vagari varo vakaita seGomora.”+