Jeremiya 30:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Nei uchichema nekutyoka kwawakaita? Marwadzo ako haarapiki! Ndakuitira izviNemhaka yekukura kwemhosva yako uye kuwanda kwezvivi+ zvako.
15 Nei uchichema nekutyoka kwawakaita? Marwadzo ako haarapiki! Ndakuitira izviNemhaka yekukura kwemhosva yako uye kuwanda kwezvivi+ zvako.