Jeremiya 30:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “Asi ndichaita kuti uvezve neutano uye ndicharapa maronda ako,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,“Kunyange zvazvo vaikudana kuti nyakurambwa: ‘Ziyoni, nzvimbo isina anoitsvaga.’”+
17 “Asi ndichaita kuti uvezve neutano uye ndicharapa maronda ako,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,“Kunyange zvazvo vaikudana kuti nyakurambwa: ‘Ziyoni, nzvimbo isina anoitsvaga.’”+