Jeremiya 30:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Mukuru wake achava mumwe wevanhu vake,Uye mutongi wake achagadzwa achibva pavanhu vake. Ndichaita kuti auye pedyo, uye achauya kwandiri.” “Nekuti pasina izvozvo ndiani aizoshinga* kuuya kwandiri?” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
21 Mukuru wake achava mumwe wevanhu vake,Uye mutongi wake achagadzwa achibva pavanhu vake. Ndichaita kuti auye pedyo, uye achauya kwandiri.” “Nekuti pasina izvozvo ndiani aizoshinga* kuuya kwandiri?” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.