Jeremiya 52:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Mambo weBhabhironi akabva apofumadza maziso aZedhekiya,+ akamusunga nezvisungo zvemumakumbo zvemhangura, akaenda naye kuBhabhironi, akamuisa mujeri kusvikira pazuva raakafa. Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 52:11 Jeremiya, p. 158
11 Mambo weBhabhironi akabva apofumadza maziso aZedhekiya,+ akamusunga nezvisungo zvemumakumbo zvemhangura, akaenda naye kuBhabhironi, akamuisa mujeri kusvikira pazuva raakafa.