-
Ezekieri 11:15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 “Mwanakomana wemunhu, hama dzako, idzo hama dzako dziya dzine kodzero yekudzikinura, pamwe chete neimba yese yaIsraeri, vakaudzwa nevagari vemuJerusarema kuti, ‘Endai kure naJehovha. Nyika ndeyedu; takaipiwa kuti ive yedu.’
-