Ezekieri 12:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Unofanira kutakura zvinhu zvako papfudzi rako ivo vakatarisa, wozvibudisa kwasviba. Ufukidze chiso chako kuti urege kuona pasi, nekuti ndiri kukuita chiratidzo kuimba yaIsraeri.”+
6 Unofanira kutakura zvinhu zvako papfudzi rako ivo vakatarisa, wozvibudisa kwasviba. Ufukidze chiso chako kuti urege kuona pasi, nekuti ndiri kukuita chiratidzo kuimba yaIsraeri.”+