Ezekieri 12:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ndichatambanudza mambure angu pamusoro paro, uye richabatwa nemambure angu ekuvhimisa.+ Ndichabva ndariendesa kuBhabhironi, kunyika yevaKadheya, asi harizoioni; uye iro richafira ikoko.+
13 Ndichatambanudza mambure angu pamusoro paro, uye richabatwa nemambure angu ekuvhimisa.+ Ndichabva ndariendesa kuBhabhironi, kunyika yevaKadheya, asi harizoioni; uye iro richafira ikoko.+