Ezekieri 12:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 “Mwanakomana wemunhu, vanhu veIsraeri vari kuti, ‘Chiratidzo chaanoona chichaitika kwapera nguva refu, uye ari kuprofita nezvenguva iri kure.’+ Ezekieri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:27 Nharireyomurindi,9/15/1988, p. 17
27 “Mwanakomana wemunhu, vanhu veIsraeri vari kuti, ‘Chiratidzo chaanoona chichaitika kwapera nguva refu, uye ari kuprofita nezvenguva iri kure.’+