-
Ezekieri 13:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Ndichaputsa madziro amakadzurura nevhu jena ndoawisira pasi, uye faundesheni yawo ichasara pachena. Pachawa guta racho, muchaparara muri mariri; uye muchaziva kuti ndini Jehovha.’
-