Ezekieri 13:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Nekuti makaita kuti munhu akarurama aore mwoyo nenhema+ dzenyu, kunyange zvazvo ini ndakanga ndisingadi kuti ashungurudzike,* uye makasimbisa maoko emunhu akaipa+ zvekuti haasiyi nzira yake yakaipa, kuti arambe ari mupenyu.+
22 Nekuti makaita kuti munhu akarurama aore mwoyo nenhema+ dzenyu, kunyange zvazvo ini ndakanga ndisingadi kuti ashungurudzike,* uye makasimbisa maoko emunhu akaipa+ zvekuti haasiyi nzira yake yakaipa, kuti arambe ari mupenyu.+