Ezekieri 38:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 “‘Shebha+ neDhedhani+ nevatengesi vekuTashishi+ nevarwi vayo vese* vachati kwauri: “Uri kupinda munyika kuti upambe zvinhu zvizhinji here? Waunganidza mauto ako kuti utakure sirivha negoridhe, nepfuma, uchipamba zvinhu zvizhinji here?”’
13 “‘Shebha+ neDhedhani+ nevatengesi vekuTashishi+ nevarwi vayo vese* vachati kwauri: “Uri kupinda munyika kuti upambe zvinhu zvizhinji here? Waunganidza mauto ako kuti utakure sirivha negoridhe, nepfuma, uchipamba zvinhu zvizhinji here?”’