-
Dhanieri 3:27Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
27 Machinda amambo, nemakurukota, nemagavhuna, nevakuru vakuru avo vainge vakaungana ipapo,+ vakaona kuti moto wacho wakanga usina kana chawaita pamiviri yevarume vacho;+ hapana kana bvudzi remisoro yavo rakanga rabvuraudzwa, machira avakanga vakamonera akanga asina kutsva uye vakanga vasingatombonhuhwi moto.
-