Dhanieri 6:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Mambo akabva apa murayiro, uye varume vaya vakanga vapomera Dhanieri vakaunzwa vachibva vakandwa mugomba reshumba ivo nevanakomana vavo nemadzimai avo. Shumba dzacho dzakavagamha vasati vasvika pasi, dzikapwanya-pwanya mapfupa avo ese.+
24 Mambo akabva apa murayiro, uye varume vaya vakanga vapomera Dhanieri vakaunzwa vachibva vakandwa mugomba reshumba ivo nevanakomana vavo nemadzimai avo. Shumba dzacho dzakavagamha vasati vasvika pasi, dzikapwanya-pwanya mapfupa avo ese.+