13 Zvino ndakanzwa mumwe mutsvene achitaura, uye mumwe mutsvene akati kune uya akanga achitaura: “Chiratidzo chechibayiro chinogara chichipiwa nechekutadza kunokonzera kuparadzwa chicharamba chiripo kusvikira riini,+ nzvimbo tsvene neuto zvichingotsikwa-tsikwa?”