Hosiya 9:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Murindi+ waEfremu ainge akatendeka kuna Mwari wangu.+ Asi iye zvino, zvinhu zvese zviri kuitwa nevaprofita vake+ zvakaita sechiteyeso chemubati weshiri;Muimba yaMwari wake mune ruvengo.
8 Murindi+ waEfremu ainge akatendeka kuna Mwari wangu.+ Asi iye zvino, zvinhu zvese zviri kuitwa nevaprofita vake+ zvakaita sechiteyeso chemubati weshiri;Muimba yaMwari wake mune ruvengo.