Hosiya 10:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Nzvimbo dzakakwirira dzekuBheti-avheni+ idzo dzinoita kuti Israeri atadze,+ dzichaparadzwa.+ Paatari+ dzavo pachamera minzwa nemasora anobaya. Vanhu vachati kumakomo, ‘Tifushirei!’ Uye kuzvikomo, ‘Tiwirei!’+ Hosiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:8 Zvakazarurwa, p. 112
8 Nzvimbo dzakakwirira dzekuBheti-avheni+ idzo dzinoita kuti Israeri atadze,+ dzichaparadzwa.+ Paatari+ dzavo pachamera minzwa nemasora anobaya. Vanhu vachati kumakomo, ‘Tifushirei!’ Uye kuzvikomo, ‘Tiwirei!’+