Joeri 2:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Jehovha achapindura vanhu vake achiti: ‘Ndiri kukutumirai zviyo newaini itsva nemafuta,Uye muchanyatsoguta;+Handichazoiti kuti mushorwe zvakare pakati pemamwe marudzi.+
19 Jehovha achapindura vanhu vake achiti: ‘Ndiri kukutumirai zviyo newaini itsva nemafuta,Uye muchanyatsoguta;+Handichazoiti kuti mushorwe zvakare pakati pemamwe marudzi.+