Joeri 2:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Chokwadi muchadya kusvikira maguta,+Uye mucharumbidza zita raJehovha Mwari wenyu,+Uyo akakuitirai zvinhu zvinoshamisa;Vanhu vangu havazombonyadziswi zvakare.+
26 Chokwadi muchadya kusvikira maguta,+Uye mucharumbidza zita raJehovha Mwari wenyu,+Uyo akakuitirai zvinhu zvinoshamisa;Vanhu vangu havazombonyadziswi zvakare.+