Joeri 3:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ndichaunganidzawo marudzi eseNdodzika nawo kuBani raJehoshafati.* Ndichavatonga ikoko+Nemhaka yezvavakaitira vanhu vangu uye nhaka yangu Israeri,Nekuti vakavaparadzira pakati pemamwe marudzi,Uye vakagovana nyika yangu.+
2 Ndichaunganidzawo marudzi eseNdodzika nawo kuBani raJehoshafati.* Ndichavatonga ikoko+Nemhaka yezvavakaitira vanhu vangu uye nhaka yangu Israeri,Nekuti vakavaparadzira pakati pemamwe marudzi,Uye vakagovana nyika yangu.+