Joeri 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vaikanda mijenya vachigovana vanhu vangu;+Vairara nepfambi voibhadhara nekuipa kakomana,Vachitengesa kasikana kuti vapiwe waini yekunwa. Joeri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:3 Nharireyomurindi,5/1/1998, p. 22
3 Vaikanda mijenya vachigovana vanhu vangu;+Vairara nepfambi voibhadhara nekuipa kakomana,Vachitengesa kasikana kuti vapiwe waini yekunwa.