-
Jona 1:13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Zvisinei, varume vacho vakakwasva nesimba kuti vadzose ngarava kumahombekombe, asi vakatadza nekuti dutu rakaramba richiwedzera mugungwa.
-