Mika 1:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Sungai mabhiza pangoro, imi vagari vemuRakishi.+ Ndimi makaita kuti mwanasikana weZiyoni atange kutadza,Nekuti kupanduka kwaIsraeri kwakawanikwa mauri,+ iwe mwanasikana weZiyoni.
13 Sungai mabhiza pangoro, imi vagari vemuRakishi.+ Ndimi makaita kuti mwanasikana weZiyoni atange kutadza,Nekuti kupanduka kwaIsraeri kwakawanikwa mauri,+ iwe mwanasikana weZiyoni.