Mika 6:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ndapota, imi vanhu vangu, yeukai zvakarongwa naMambo Bharaki weMoabhi,+Uye zvaakapindurwa naBharami mwanakomana waBheori,+Zviya zvakaitika kubva paShitimu+ kusvika kuGirigari,+Kuti muzive mabasa akarurama aJehovha.” Mika Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:5 Nharireyomurindi,8/15/2003, p. 19
5 Ndapota, imi vanhu vangu, yeukai zvakarongwa naMambo Bharaki weMoabhi,+Uye zvaakapindurwa naBharami mwanakomana waBheori,+Zviya zvakaitika kubva paShitimu+ kusvika kuGirigari,+Kuti muzive mabasa akarurama aJehovha.”