Zefaniya 1:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Sirivha yavo negoridhe ravo hazvizokwanisi kuvaponesa pazuva rekushatirwa kwaJehovha;+Nekuti nyika yese ichaparadzwa nekushingaira kwake kwakaita semoto,+Achaparadza vagari vese vepanyika, achavaparadza zvinotyisa.”+ Zefaniya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:18 Nharireyomurindi,2/15/2001, pp. 16-173/1/1996, p. 14
18 Sirivha yavo negoridhe ravo hazvizokwanisi kuvaponesa pazuva rekushatirwa kwaJehovha;+Nekuti nyika yese ichaparadzwa nekushingaira kwake kwakaita semoto,+Achaparadza vagari vese vepanyika, achavaparadza zvinotyisa.”+