12 Zerubhabheri+ mwanakomana waSheatiyeri,+ nemupristi mukuru Joshua mwanakomana waJehozadhaki,+ nevamwe vanhu vese vakateerera inzwi raJehovha Mwari wavo, uye mashoko emuprofita Hagai, nekuti akanga atumwa naJehovha Mwari wavo; uye vanhu vakatanga kutya Jehovha.