Zekariya 3:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “‘Inzwa, iwe Mupristi Mukuru Joshua, iwe neshamwari dzako dzinogara pamberi pako, nekuti varume ava vanotova chiratidzo; inzwa, ndiri kuunza mushumiri wangu+ anonzi Nhungirwa!+
8 “‘Inzwa, iwe Mupristi Mukuru Joshua, iwe neshamwari dzako dzinogara pamberi pako, nekuti varume ava vanotova chiratidzo; inzwa, ndiri kuunza mushumiri wangu+ anonzi Nhungirwa!+