Zekariya 8:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 ‘Nekuti mbeu yerugare ichadyarwa; muzambiringa uchabereka michero, nyika ichabereka,+ uye denga richapa dova raro. Ndichaita kuti zvinhu zvese izvi zvive nhaka yevakasara.+ Zekariya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 8:12 Nharireyomurindi,4/15/2006, pp. 26-271/1/1996, pp. 19-20
12 ‘Nekuti mbeu yerugare ichadyarwa; muzambiringa uchabereka michero, nyika ichabereka,+ uye denga richapa dova raro. Ndichaita kuti zvinhu zvese izvi zvive nhaka yevakasara.+