-
Zekariya 8:19Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Kutsanya kunoitwa mumwedzi wechina,+ nekutsanya kunoitwa mumwedzi wechishanu,+ nekutsanya kunoitwa mumwedzi wechi7,+ nekutsanya kunoitwa mumwedzi wechi10+ kuchava nguva yekupembera nemufaro kuvanhu veimba yaJudha, ichava mitambo yekufara chaizvo.+ Saka idai chokwadi nerugare.’
-