Zekariya 13:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Zuva iroro,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto, “ndichadzima mazita ezvidhori munyika yacho+ uye hapana anozozvirangarira; ndichabvisawo vaprofita+ pamwe chete nemweya wetsvina munyika yacho.
2 “Zuva iroro,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto, “ndichadzima mazita ezvidhori munyika yacho+ uye hapana anozozvirangarira; ndichabvisawo vaprofita+ pamwe chete nemweya wetsvina munyika yacho.