-
Mateu 5:47Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
47 Uye kana muchingokwazisa hama dzenyu chete, chii chamuri kuita chinoshamisa? Izvi handizvo zviri kuitwawo nevanhu vemamwe marudzi here?
-
-
“Vakashamiswa Nemadzidzisiro Ake”Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu—Mavhidhiyo
-
-
Mazano pamusoro pemhiko, kutsiva, uye kuda vavengi (gnj 5 10:57-14:54)
-