Mateu 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Saka paunopa zvipo zvengoni,* usaridza bhosvo sezvinoita vanyengeri mumasinagogi nemumigwagwa, kuti vakudzwe nevanhu. Chokwadi ndinoti kwamuri, vawana mubayiro wavo wakakwana. Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:2 Nharireyomurindi,2/15/2009, p. 1410/1/1990, pp. 15-16
2 Saka paunopa zvipo zvengoni,* usaridza bhosvo sezvinoita vanyengeri mumasinagogi nemumigwagwa, kuti vakudzwe nevanhu. Chokwadi ndinoti kwamuri, vawana mubayiro wavo wakakwana.