Mateu 23:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “Mune nhamo imi vanyori nevaFarisi, vanyengeri!+ nekuti munofamba nemugungwa uye nepanyika kuti mutendeutse munhu mumwe chete, uye paanotendeuka munomuita munhu akakodzera kupinda muGehena* zvakapetwa kaviri kukupfuurai. Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 23:15 Nharireyomurindi,1/15/2008, p. 313/1/1992, p. 1310/1/1987, pp. 30-31
15 “Mune nhamo imi vanyori nevaFarisi, vanyengeri!+ nekuti munofamba nemugungwa uye nepanyika kuti mutendeutse munhu mumwe chete, uye paanotendeuka munomuita munhu akakodzera kupinda muGehena* zvakapetwa kaviri kukupfuurai.