Mako 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Asi Jesu akabva angoziva mumwoyo make kuti vakanga vachifunga saizvozvo pakati pavo, saka akati kwavari: “Muri kufungirei zvinhu izvi mumwoyo menyu?+
8 Asi Jesu akabva angoziva mumwoyo make kuti vakanga vachifunga saizvozvo pakati pavo, saka akati kwavari: “Muri kufungirei zvinhu izvi mumwoyo menyu?+