Mako 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Akabva angosimuka pakarepo akatora kamubhedha kake, akabuda vese vachiona. Saka vese vakashamiswa, vakakudza Mwari, vachiti: “Hatisati tamboona zvakadai.”+
12 Akabva angosimuka pakarepo akatora kamubhedha kake, akabuda vese vachiona. Saka vese vakashamiswa, vakakudza Mwari, vachiti: “Hatisati tamboona zvakadai.”+