Mako 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Sabata parakasvika, akatanga kudzidzisa musinagogi, uye vazhinji vakamunzwa vakashamiswa, vakati: “Munhu uyu akawana kupi zvinhu izvi?+ Nei akapiwa uchenjeri uhwu, uye achikwanisa kuita mabasa akadai esimba nemaoko ake?+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:2 Swedera Pedyo naJehovha, pp. 209-211 “Muteveri Wangu,” pp. 48-49
2 Sabata parakasvika, akatanga kudzidzisa musinagogi, uye vazhinji vakamunzwa vakashamiswa, vakati: “Munhu uyu akawana kupi zvinhu izvi?+ Nei akapiwa uchenjeri uhwu, uye achikwanisa kuita mabasa akadai esimba nemaoko ake?+