Mako 10:47 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 47 Paakanzwa kuti akanga ari Jesu wekuNazareta, akatanga kushevedzera achiti: “Mwanakomana waDhavhidhi,+ Jesu, ndinzwireiwo ngoni!”+
47 Paakanzwa kuti akanga ari Jesu wekuNazareta, akatanga kushevedzera achiti: “Mwanakomana waDhavhidhi,+ Jesu, ndinzwireiwo ngoni!”+