Mako 16:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Saka pavakabuda, vakatiza paguva racho, vachidedera uye vachishamiswa zvikuru. Uye hapana munhu wavakataura naye nekuti vaitya.*+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 16:8 Nharireyomurindi,9/1/2014, p. 15
8 Saka pavakabuda, vakatiza paguva racho, vachidedera uye vachishamiswa zvikuru. Uye hapana munhu wavakataura naye nekuti vaitya.*+