Ruka 8:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Jesu paakabuda muchikepe, mumwe murume wemuguta racho akanga akagarwa nemadhimoni akasangana naye. Akanga ava nenguva achigara asina kupfeka, uye aigara kumakuva* kwete mumba.+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 8:27 Jesu—Nzira, p. 114 Nharireyomurindi,7/15/1992, p. 6
27 Jesu paakabuda muchikepe, mumwe murume wemuguta racho akanga akagarwa nemadhimoni akasangana naye. Akanga ava nenguva achigara asina kupfeka, uye aigara kumakuva* kwete mumba.+