-
Ruka 8:37Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
37 Vanhu vakawanda vemunharaunda yevaGerasa vakakumbira Jesu kuti abve kwavari, nekuti vakanga vava kutya zvikuru. Saka akabva akwira muchikepe kuti aende.
-