Ruka 8:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 nekuti mwanasikana wake mumwe chete,* uyo aiva nemakore angasvika 12, akanga ava kuda kufa. Jesu paaifamba achienda, vanhu vaisundidzirana paari.
42 nekuti mwanasikana wake mumwe chete,* uyo aiva nemakore angasvika 12, akanga ava kuda kufa. Jesu paaifamba achienda, vanhu vaisundidzirana paari.