Ruka 19:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 vachiti: “Akakomborerwa uyo anouya saMambo muzita raJehovha!* Kudenga ngakuve nerugare, uye kubwinya ngakuve kunzvimbo dzekumusorosoro!”+
38 vachiti: “Akakomborerwa uyo anouya saMambo muzita raJehovha!* Kudenga ngakuve nerugare, uye kubwinya ngakuve kunzvimbo dzekumusorosoro!”+