Johani 7:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Ndokusaka Mozisi akakupai mutemo wekuchecheudza,+ (kunyange zvazvo usina kubva kuna Mozisi, asi kumadzitateguru)+ uye munochecheudza munhu pasabata.
22 Ndokusaka Mozisi akakupai mutemo wekuchecheudza,+ (kunyange zvazvo usina kubva kuna Mozisi, asi kumadzitateguru)+ uye munochecheudza munhu pasabata.