Johani 11:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Jesu akapindura kuti: “Handiti kunze kunoita maawa 12 kwakachena?+ Kana munhu akafamba kwakachena hapana chinomupiringisha, nekuti anoona chiedza chenyika ino. Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:9 Jesu—Nzira, pp. 210-211
9 Jesu akapindura kuti: “Handiti kunze kunoita maawa 12 kwakachena?+ Kana munhu akafamba kwakachena hapana chinomupiringisha, nekuti anoona chiedza chenyika ino.