Johani 11:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 VaJudha vaiva naMariya mumba vachimunyaradza pavakaona achisimuka nekukurumidza achibuda, vakamutevera, vachifunga kuti akanga ava kuenda kuguva+ kunochema ikoko.
31 VaJudha vaiva naMariya mumba vachimunyaradza pavakaona achisimuka nekukurumidza achibuda, vakamutevera, vachifunga kuti akanga ava kuenda kuguva+ kunochema ikoko.